Mudzidzisi Owanikwa Akafa

Mudzidzisi Owanikwa Akafa

Sharon Chigeza MUTARE-Pachikoro cheDerembwe Primary School, kwaZimunya, kwaMutare, pane runyararo nekusuwa zvichitevera kufa kwamudzidzi Bothwell Chigweshe. Mudzidzisi uyu akawanikwa akafa mukati mefurati yechikoro chake neSvondo manheru, mukurasikirwa kwakaerekana...
Osungirwa Kubiira Amai Wake

Osungirwa Kubiira Amai Wake

Sharon Chigeza MUTARE-Mumwe murume Takudzwa Mpindu, ane makore 26 okuberekwa, akatongerwa kugara mujeri kwemwedzi misere nedare rekwaRusape Magistrates’ Court mushure mekubatwa nemhosva yekuba midziyo yemumba inokosha USD$340 yaamai vake chaivo. Dare rakati nomusi...