by New Ziana | May 17, 2024 | Nehanda Guardian, Provincial Newspapers
NaHeadrance Viga Glendale – Mumwe mudzimai wekuRujeko kuGlendale pamwechete nevana wake vaviri avo vane makore ari pasi pegumi nemashanu vakapona neburi retsono apo vaitsvaga huni mugomo nemusi weChina svondo rapfuura. Vari mugomo kudaro, vatatu ava...
by New Ziana | May 17, 2024 | Nehanda Guardian, Provincial Newspapers
NaHeadrance Viga Shamva – MUMWE murume wekwaGono kuShamva, Malven Jim akaenda kumba kwemumwe mudzimai munzvimbo yeGlendale nemusi weMugovera svondo rakapera kunokumbira ruregerero kune mudzimai uyo waari kufungidzira kuti ndiye ari kurwarisa mwanasikana wake....
by New Ziana | May 17, 2024 | Nehanda Guardian, Provincial Newspapers
NaHeadrance Viga NYAYA yaEmelly Tabvuma ane makore makumi mana ekuzvarwa (40) uye achigara kuHoward kuChiweshe inonzwisa tsitsi zvikuru pamwe nekudonhedzesa misodzi kunyanya kune vanhu vane hana nhete apo mudzimai uyu haasati aroorwa kana kukandwa shoko rerudo...
by New Ziana | May 17, 2024 | Nehanda Guardian, Provincial Newspapers
By Marsha Sengwe POLICE in Shamva are investigating a murder case that occurred in Madziwa last week Sunday, May 5 when members of the public attacked an unidentified man at Corner Store after accusing him of stealing a satchel that contained USD $450. The mob...
by New Ziana | May 17, 2024 | News
Permanent Secretary for Home Affairs and Cultural Heritage of Zimbabwe, Ambassador Raphael Faranisi said registration officers will travel to the South African embassy this week to train consular staff on how to process e-passports. Earlier, he added, the Department...